2 Samueri 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndichapa vanhu vangu vaIsraeri nzvimbo uye ndichavasima kuti vave nomusha wavo pachavo kuti vasazokanganiswazve. Vanhu vakaipa havachazovamanikidzizve, sezvavakaita pakutanga

2 Samueri 7

2 Samueri 7:7-20