2 Samueri 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nezvavakaita kubva panguva yandakagadza vatungamiri vavanhu vangu vaIsraeri. Ndichakuzorodzai kubva kuvavengi venyu vose.“ ‘Jehovha anoti kwauri Jehovha pachake achakumisira imba:

2 Samueri 7

2 Samueri 7:3-12