2 Samueri 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo zvino, udza muranda wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: Ndakakutora kubva kumafuro kwawaifudza makwai kuti uve mutongi wavanhu vangu vaIsraeri.

2 Samueri 7

2 Samueri 7:1-10