2 Samueri 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapinda mukati memba vachiita sevanondotora gorosi, ndokubva vamubaya napadumbu. Ipapo Rekabhu nomunun'una wake Bhaana vakabva vatiza.

2 Samueri 4

2 Samueri 4:1-12