2 Samueri 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Rekabhu naBhaana, vanakomana vaRimoni muBheeroti, vakabuda vakananga kumba kwa Ishi-Bhosheti, vakasvikako masikati zuva richipisa iye ari pakuzorora kwake kwamasikati.

2 Samueri 4

2 Samueri 4:2-12