2 Samueri 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakanga vapinda mumba panguva yaakanga akarara pamubhedha wake muimba yokurara. Pavakamubaya vakamuuraya, ndokugura musoro wake. Vakautora, ndokufamba usiku nenzira yeArabha.

2 Samueri 4

2 Samueri 4:2-12