2 Samueri 3:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kuti nhasi, kunyange ndiri mambo akazodzwa, handina simba, uye vanakomana vaZeruya ava vava nesimba kupfuura ini. Jehovha ngaaripire munyangadzi zvinoenderana nokuipa kwamabasa ake!”

2 Samueri 3

2 Samueri 3:32-39