2 Samueri 3:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akati kuvaranda vake, “Hamuzivi here kuti nhasi kwafa jinda uye munhu anokosha muIsraeri?

2 Samueri 3

2 Samueri 3:29-39