2 Samueri 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Ishi-Bhosheti mwanakomana waSauro paakanzwa kuti Abhineri akanga afa paHebhuroni, akapererwa nesimba, uye Israeri yose yakavhunduka.

2 Samueri 4

2 Samueri 4:1-8