2 Samueri 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati, “Zvakanaka, ndichaita sungano newe. Asi ndinoda chinhu chimwe chete kubva kwauri: Usasvika pamberi pangu kunze kwokunge wauya naMikari mwanasikana waSauro paunouya kuzondiona.”

2 Samueri 3

2 Samueri 3:4-21