2 Samueri 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhineri akatumira nhume kuna Dhavhidhi kuti dzindopa mashoko ake okuti, “Ko, nyika ino ndeyani? Itai sungano neni, uye ini ndichakubatsirai kuti Israeri yose iuye kwamuri.”

2 Samueri 3

2 Samueri 3:10-19