2 Samueri 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akatuma nhume kuna Ishi-Bhosheti mwanakomana waSauro, kundoti, “Ndipe Mikari mudzimai wangu, wandakatsidzirana naye nezvikanda zvokudzingiswa zvapamberi zvavaFiristia vane zana.”

2 Samueri 3

2 Samueri 3:10-20