2 Samueri 24:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati aona mutumwa akanga achiuraya vanhu, akati kuna Jehovha, “Ini ndini ndakatadza uye ndikaita zvakaipa. Ava vanongova havo makwai chete. Chiiko chavakaita? Ruoko rwenyu ngaruwire pamusoro pangu ini nemhuri yangu.”

2 Samueri 24

2 Samueri 24:12-23