2 Samueri 24:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi akati kwaari, “Kwira undovakira Jehovha aritari paburiro raArauna muJebhusi.”

2 Samueri 24

2 Samueri 24:15-19