2 Samueri 24:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa akati atandavadza ruoko rwake kuti aparadze Jerusarema, Jehovha akazvidemba nokuda kwenjodzi iyi akati kumutumwa akanga achiparadza vanhu, “Zvaringana! Dzora ruoko rwako.” Mutumwa waJehovha ipapo akanga ava paburiro raArauna muJebhusi.

2 Samueri 24

2 Samueri 24:15-22