2 Samueri 24:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehovha akatuma denda pamusoro peIsraeri kubva mangwanani iwayo kusvikira panguva yakatarwa, uye vanhu zviuru makumi manomwe vakafa kubva kuDhani kusvikira kuBheerishebha.

2 Samueri 24

2 Samueri 24:12-20