2 Samueri 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akararamisa Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro, nokuda kwemhiko pamberi paJehovha pakati paDhavhidhi naJonatani mwanakomana waSauro.

2 Samueri 21

2 Samueri 21:1-10