2 Samueri 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zvizvarwa zvake zvechirume zvinomwe ngazvipiwe kwatiri kuti zviurayiwe uye zviiswe pachena pamberi paJehovha paGibhea raSauro musanangurwa waJehovha.” Saka mambo akati, “Ndichavapa kwamuri.”

2 Samueri 21

2 Samueri 21:1-9