2 Samueri 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapindura mambo vakati, “Kana ari munhu akatiparadza uye akaita rangano yokuti tipere uye tishayiwe nzvimbo kupi zvako muIsraeri,

2 Samueri 21

2 Samueri 21:1-10