2 Samueri 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaGibheoni vakamupindura vachiti, “Hatina kodzero yokureva sirivha negoridhe kuna Sauro kana kumhuri yake, uye hatina kodzero yokuuraya munhu muIsraeri.” Dhavhidhi akati, “Munoda kuti ndikuitireiko?”

2 Samueri 21

2 Samueri 21:1-13