2 Samueri 21:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mambo akatora Arimoni naMefibhosheti, vanakomana vaviri vaRizipa mwanasikana waAya, waakanga aberekera Sauro, pamwe chete navanakomana vashanu vaMerabhi mwanasikana waSauro, waakanga aberekera Adhirieri mwanakomana waBhazirai muMehorati.

2 Samueri 21

2 Samueri 21:5-14