2 Samueri 21:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvo, kwakavazve nokurwa navaFiristia, paGobhi. Panguva iyoyo Sibhekai muHushati akauraya Safi, mumwe wezvizvarwa zvaRafa.

2 Samueri 21

2 Samueri 21:12-22