2 Samueri 21:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pano kumwe kurwa navaFiristia paGobhi, Erihanani mwanakomana waJoare-Oregimi muBheterehema akauraya Goriati muGiti, akanga ane pfumo raiva nerwiriko rwakanga rwakaita setsvimbo yomuruki.

2 Samueri 21

2 Samueri 21:14-22