2 Samueri 21:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Abhishai mwanakomana waZeruya akanunura Dhavhidhi; akabayira muFiristia pasi akamuuraya. Ipapo vanhu vaDhavhidhi vakapika kwaari vachiti, “Hamuchazomboendizve nesu kuhondo, kuitira kuti mwenje weIsraeri urege kuzodzimwa.”

2 Samueri 21

2 Samueri 21:7-22