2 Samueri 21:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akauya namapfupa aSauro naJonatani mwanakomana wake kubva ikoko, uye mapfupa aavo vakanga vaurayiwa vakaiswa pachena akaunganidzwa.

2 Samueri 21

2 Samueri 21:3-22