2 Samueri 21:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaviga mapfupa aSauro naJonatani mwanakomana wake muhwiro hwaKishi baba vaSauro, paZara muBhenjamini, uye vakaita zvose zvavakarayirwa namambo. Shure kwaizvozvo, Mwari akapindura munyengetero wokumiririra nyika.

2 Samueri 21

2 Samueri 21:9-22