2 Samueri 21:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akaenda akandotora mapfupa aSauro naJonatani mwanakomana wake kubva kuvagari veJabheshi Gireadhi. Vakanga vaatora muchivande kubva pachivara chapaBheti Shani, uko kwavakanga vaturikwa navaFiristia shure kwokunge vauraya Sauro paGiribhoa.

2 Samueri 21

2 Samueri 21:2-16