2 Samueri 20:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vanhu vaJoabhu uye vaKereti navaPereti nemhare dzose vakabuda vachitungamirirwa naAbhishai. Vakafamba vachibva kuJerusarema vachitevera Shebha mwanakomana waBhikiri.

2 Samueri 20

2 Samueri 20:1-8