2 Samueri 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Zvino Sheba mwanakomana waBhikiri achatiitira zvakaipa kupfuura zvakaitwa naAbhusaromu. Tora varanda vatenzi wako umutevere, zvimwe angawana maguta akakomberedzwa uye akatipunyuka.”

2 Samueri 20

2 Samueri 20:1-12