2 Samueri 20:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokunge Amasa abviswa mumugwagwa, varume vose vakapfuurira mberi naJoabhu vachitevera Shebha mwanakomana waBhikiri.

2 Samueri 20

2 Samueri 20:3-18