2 Samueri 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amasa akavata achiumburuka muropa rake pakati pomugwagwa. Uye mumwe murume akaona kuti mauto ose aiuya achimira ipapo. Paakaona kuti munhu wose aisvika pana Amasa aimira, akamukweva kubva mumugwagwa akamuisa musango uye akakanda nguo pamusoro pake.

2 Samueri 20

2 Samueri 20:3-22