2 Samueri 20:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sheba akapfuura nomumarudzi ose aIsraeri kusvikira kuAbheri Bheti Maaka uye nomudunhu rose ravaBheri, avo vakaungana pamwe chete vakamutevera.

2 Samueri 20

2 Samueri 20:10-17