2 Samueri 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mambo akasimuka akandoisa chigaro chake pasuo. Vanhu vakati vaudzwa kuti, “Mambo agere pasuo,” vose vakauya pamberi pake.Zvichakadaro, vaIsraeri vakanga vatizira kumisha yavo.

2 Samueri 19

2 Samueri 19:6-18