2 Samueri 19:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino budai munokurudzira vanhu venyu. Ndinopika naJehovha kuti kana mukasabuda, hakuna munhu achasara nemi usiku huno. Zvichava zvakaipisisa kwamuri kupinda njodzi dzose dzakakuwirai kubva pauduku hwenyu kusvikira zvino.”

2 Samueri 19

2 Samueri 19:6-15