2 Samueri 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumarudzi ose avaIsraeri, vanhu vose vakanga vachikakavadzana vachiti, “Mambo akatisunungura kubva muruoko rwavaFiristia. Asi zvino atiza nyika nokuda kwaAbhusaromu;

2 Samueri 19

2 Samueri 19:8-15