2 Samueri 19:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhishai mwanakomana waZeruya akati, “Ko, Shimei haafaniri kuurayiwa nokuda kwaizvozvi here? Akatuka muzodziwa waJehovha.”

2 Samueri 19

2 Samueri 19:15-28