2 Samueri 19:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ini muranda wenyu ndinozviziva kuti ndakatadza, asi nhasi ndauya pano sowokutanga weimba yose yaJosefa kuti ndiburuke uye ndizosangana naishe wangu iye mambo.”

2 Samueri 19

2 Samueri 19:16-26