2 Samueri 19:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akapindura akati, “Ndineiko nemi, imi vanakomana vaZeruya zvokuti nhasi mava vavengi vangu! Pane munhu angafanira kufa muIsraeri nhasi here? Ko, handizivi here kuti nhasi ndiri mambo weIsraeri?”

2 Samueri 19

2 Samueri 19:14-28