2 Samueri 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akati, “Ndichaita zvose zvamunoona zvakakunakirai.” Saka mambo akamira parutivi rwesuo pakanga pachifamba varume vose vachibuda namapoka amazana neezviuru.

2 Samueri 18

2 Samueri 18:1-7