2 Samueri 18:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akarayira Joabhu, Abhishai naItai akati, “Munzwire henyu jaya nyasha, iye Abhusaromu nokuda kwangu.”

2 Samueri 18

2 Samueri 18:1-11