2 Samueri 18:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vanhu vakati, “Imi hamufaniri kuenda; kana tikamanikidzirwa kutiza, havambovi nehanya nesu. Kunyange kana hafu yedu ikafa, havambovi nehanya; asi imi munokosha sesu tiri zviuru gumi. Zvingava nani zvino kuti imi mutitsigire muri muguta.”

2 Samueri 18

2 Samueri 18:1-9