2 Samueri 18:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Joabhu akati kumuEtiopia, “Chienda undoudza mambo zvawaona.” MuEtiopia akakotama pamberi paJoabhu uye akamhanya achibvapo.

2 Samueri 18

2 Samueri 18:17-30