2 Samueri 18:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu akati, “Hausiwe unoenda neshoko nhasi. Ungaenda hako neshoko pane dzimwe nguva, asi haufaniri kuita izvozvo nhasi, nokuti mwanakomana wamambo afa.”

2 Samueri 18

2 Samueri 18:16-22