2 Samueri 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Ahimaazi mwanakomana waZadhoki akati, “Regai ndimhanye neshoko kuna mambo rokuti Jehovha amurwira kubva muruoko rwavavengi vake.”

2 Samueri 18

2 Samueri 18:15-22