2 Samueri 18:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahimaazi mwanakomana waZadhoki akatizve kuna Joabhu, “Kunyange zvakadaro hazvo, ndapota regai ndimhanye nditevere muEtiopia.” Asi Joabhu akapindura akati, “Mwanakomana wangu, unodireiko kuenda? Hauna kana shoko richakupa mubayiro.”

2 Samueri 18

2 Samueri 18:16-30