2 Samueri 15:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vake vose vakapfuura pamberi pake, pamwe chete navaKereti navaPereti vose, uye namazana matanhatu ose avaGiti avo vakanga vabva naye kuGati, vakafamba vachipfuura napamberi pamambo.

2 Samueri 15

2 Samueri 15:11-20