2 Samueri 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akati kuna Itai muGiti, “Ko, wauyireiwo nesu? Dzokera unogara naMambo Abhusaromu. Uri mutorwa iwe, wakadzingwa kumusha kwako.

2 Samueri 15

2 Samueri 15:12-29