2 Samueri 14:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pose paaigurira bvudzi rake, aigurira bvudzi rake nguva nenguva parainge rava kumuremera, airiyera, uye uremo hwaro hwaisvika mashekeri mazana maviria kana zvichierwa nechiereso chamambo.

2 Samueri 14

2 Samueri 14:18-32