2 Samueri 14:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

MuIsraeri mose makanga musina murume airumbidzwa navanhu nokuda kworunako rwake saAbhusaromu. Kubva kumusoro wake kusvikira kutsoka dzake pakanga pasina panonzi apa pakaipa.

2 Samueri 14

2 Samueri 14:15-29