2 Samueri 14:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mambo akati, “Anofanira kuenda kuimba yake; haafaniri kuona chiso changu.” Saka Abhusaromu akaenda kumba kwake akasaona chiso chamambo.

2 Samueri 14

2 Samueri 14:18-31